Mapisarema 85:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Makakaŋganwira kutadza kwaʋanhu ʋenyu, Makafukidza ɀiʋi ɀaʋo ɀose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, Makafukidza zvivi zvavo zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Makaregerera vanhu venyu uipi hwavo mukavakanganwira zvivi zvavo zvose. Dzepfunde See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Makaregerera vanhu venyu uipi hwavo mukavakanganwira zvivi zvavo zvose. Dzepfunde See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, uye mukafukidza zvivi zvavo zvose. Sera See the chapter |