Mapisarema 81:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ŋgakurege kuʋa’po pakati penyu mŋari wokumŋe; Musanamata kunomumŋe mŋari waʋatorwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Ngakurege kuvapo pakati penyu mwari wokumwe; Musanamata kunomumwe mwari wavatorwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Hapafaniri kuva navamwari vasiriivo pakati penyu. Hamufaniri kupfugamira mwari asingazivikanwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Hapafaniri kuva navamwari vasiriivo pakati penyu. Hamufaniri kupfugamira mwari asingazivikanwi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pakati penyu ngaparege kuva namwari wavatorwa, musapfugamira mwari wokumwe. See the chapter |