Mapisarema 81:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iwe wakaɗana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panoʋanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeriba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Iwe wakadana pakutambudzika, ndikakurwira; Ndakakupindura ndiri panovanda kutinhira; Ndakakuidza pamvura zhinji yeMeribha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakutambudzika kwako wakadanidzira ndikakununura. Ndakakupindura ndiri pakavanda ndiri makavanda mumheni. Ndakakuedza pamvura iya yokuMeribha.” Dzepfunde. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pakutambudzika kwako wakadana ini ndikakununura, ndakakupindura ndiri mugore rokutinhira; ndakakuedza pamvura zhinji yeMeribha. Sera See the chapter |