Mapisarema 79:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ʋakapedza Jakobo, Ʋakaparadza ʋugaro bgake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti vakapedza Jakobho, Vakaparadza ugaro hwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti vakazhanya vokwaJakobho vakaparadza musha wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti vakazhanya vokwaJakobho vakaparadza musha wavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 nokuti vakapedza Jakobho uye vakaparadza nyika yokwake. See the chapter |