Mapisarema 76:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Makanzwisa ʋanhu kutoŋga kwenyu kucibva kuɗeŋga; Pasi pakatya, pakanyarara, See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Makanzwisa vanhu kutonga kwenyu kuchibva kudenga; Pasi pakatya, pakanyarara, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Imi makatonga muri kudenga nyika yakatya ikati zii kunyarara, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Imi makatonga muri kudenga nyika yakatya ikati zii kunyarara, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Muri kudenga makazivisa kutonga kwenyu, uye nyika yakatya ikanyarara, See the chapter |