Mapisarema 75:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti muruʋoko rwaJehova munomukombe, newaini inopupuma; Uzere neɀakaveŋganiswa, ɀino unoɗurura mauri; Ɀirokwaɀo, ʋakaipa ʋose ʋenyika ʋacaȿina masese awo, nokuanwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti muruoko rwaJehovha munomukombe, newaini inopupuma; Uzere nezvakavhenganiswa, zvino anodurura mauri; Zvirokwazvo, vakaipa vose venyika vachasvina masese awo, nokuanwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokuti muruoko rwaTENZI mune mukombe une waini inotutuma ina masanganiswa chaiwo anoidurura vakaipa vose vapasi vagoinwa namasese ose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokuti muruoko rwaTENZI mune mukombe une waini inotutuma ina masanganiswa chaiwo anoidurura vakaipa vose vapasi vagoinwa namasese ose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Muruoko rwaJehovha mune mukombe uzere newaini inopupuma, yakavhenganiswa nezvinonhuhwira; anoidururira pasi, uye vakaipa vose vapanyika vanoinwa kusvikira pamasese ayo. See the chapter |