Mapisarema 5:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Jehova, mucanzwa inzwi raŋgu maŋgwanani; Maŋgwanani ndicakuroŋgedzerai munyeŋgetero waŋgu, ndicirindira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Jehovha, muchanzwa izwi rangu mangwanani; Mangwanani ndichakurongedzerai munyengetero wangu, ndichirindira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 TENZI, mangwanani, munonzwa izwi rangu. Kumangwanani, ndinokugadzirirai chibayiro ndomirira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 TENZI, mangwanani, munonzwa izwi rangu. Kumangwanani, ndinokugadzirirai chibayiro ndomirira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mangwanani, munonzwa inzwi rangu, imi Jehovha; mangwanani ndinoisa zvikumbiro zvangu pamberi penyu uye ndichimirira netariro. See the chapter |