Mapisarema 4:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndicaʋata pasi norugare, ndiɓatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehova munondigarisa pakasimba. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ndichavata pasi norugare, ndibatwe nehope; Nokuti ndimi moga Jehovha munondigarisa pakasimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvose kurara nokukotsira ndinozviwana murugare nokuti imi moga, ndimi TENZI munoita kuti ndigare ndakagarikana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichavata pasi ndigokotsira norugare, nokuti imi moga, Jehovha, munoita kuti ndigare pakasimba. See the chapter |