Mapisarema 22:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kurumbidza kwaŋgu paʋuŋgano huru kunobva kwamuri; Ndicaripa mhiko dzaŋgu pamberi paʋanomutya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Kurumbidza kwangu paungano huru kunobva kwamuri; Ndicharipa mhiko dzangu pamberi pavanomutya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Zvokuti ndikurumbidzei mugungano guru, zvinotobva kwamuri, zvandakatsidza ndichazviita ndiri muvanhu vanokutyai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Zvokuti ndikurumbidzei mugungano guru, zvinotobva kwamuri, zvandakatsidza ndichazviita ndiri muvanhu vanokutyai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kwamuri ndiko kunobva dingindira rerumbidzo yangu paungano huru; ndichazadzisa mhiko dzangu pamberi pavanokutyai. See the chapter |