Mapisarema 22:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Simba raŋgu rakawoma secaeŋga; Rurimi rwaŋgu rwakanamatira pashaya dzaŋgu; Makandiisa paguruʋa rorufu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Simba rangu rakaoma sechaenga; Rurimi rwangu rwakanamatira pashana dzangu; Makandiisa paguruva rorufu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Simba rangu rakatooma kuti papata sezenga. Rurimi rwangu rwavakutonamira kumatadza, matonditi rapata muguruva rorufu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Simba rangu rakatooma kuti papata sezenga. Rurimi rwangu rwavakutonamira kumatadza, matonditi rapata muguruva rorufu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Simba rangu raoma sechaenga, uye rurimi rwangu runonamatira kumusoro kwomuromo wangu; munondiradzika muguruva rorufu. See the chapter |