Mapisarema 22:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndakaiswa kwamuri kubva paciɀaro; Imi muri Mŋari waŋgu kubva paɗumbu ramai ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Ndakaiswa kwamuri kubva pachizvaro; Imi muri Mwari wangu kubva padumbu ramai vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndakapirwa kwamuri kubvira pakuberekwa kwangu. Kubvira pandakaberekwa naamai vangu ndimi manga muri Mwari wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndakapirwa kwamuri kubvira pakuberekwa kwangu. Kubvira pandakaberekwa naamai vangu ndimi manga muri Mwari wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kubva pakuzvarwa kwangu, ndakaiswa kwamuri; kubva mudumbu ramai vangu, makanga muchingova Mwari wangu. See the chapter |