Mapisarema 21:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Makamupa ɀakaɗikanwa nomŋoyo wake, Hamuna‐kuramba kukumbira kwemiromo yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Makamupa zvakadikanwa nomwoyo wake, Hamuna kuramba kukumbira kwemiromo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Makamupa zvaiva pamwoyo pake uye hamuna kumunyima zvaakakumbira nomuromo wake. Dzepfunde See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Makamupa zvaiva pamwoyo pake uye hamuna kumunyima zvaakakumbira nomuromo wake. Dzepfunde See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Makamupa zvinodikanwa nomwoyo wake, uye hamuna kumunyima zvaikumbirwa nomuromo wake. Sera See the chapter |