Mapisarema 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Madzimambo enyika anoɀigadzira, Naʋaɓati ʋanoraŋgana, Kuzorwa naJehova nomuzodziwa wake, ʋaciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Madzimambo enyika anozvigadzira, Navabati vanorangana, Kuzorwa naJehovha nomuzodziwa wake, vachiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. See the chapter |