Mapisarema 19:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Hapana‐kutaura, kana mashoko; Inzwi raɀo harinzwiki. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Hapana kutaura, kana mashoko; Izwi razvo harinzwiki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Hapana kutaura kana mashoko kana izwi rawo rinonzwika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Hapana kutaura kana mashoko kana izwi rawo rinonzwika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Hakuna mutauro kana rurimi rusinganzwi inzwi ravo. See the chapter |