Online Bible

- Advertisements -

Mapisarema 12:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanotaura mumŋe nomumŋe ɀisinamaturo nowokwake; Ʋanotaura nomuromo unoɓata kumeso, ʋuye nemŋoyo miʋiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanotaura mumwe nomumwe zvisina maturo nowokwake; Vanotaura nomuromo unobata kumeso, uye nemwoyo miviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Munhu wose ava kungotaurira nhema kune mumwe wake; vanhu vava kutaurirana zvisinganyatsonzwisisika; vanonakisa mukanwa zvenhando vachishandisa mazwi anoreva zvinhu zvakasiana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Mumwe nomumwe anorevera wokwake nhema; miromo yavo inobata kumeso nokutaura zvinonyengera.

See the chapter Copy

Mapisarema 12:2

Follow us:

Advertisements

Advertisements