Mapisarema 101:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicaita ɀose nokuŋgwara panzira yakarurama; Haiwa, mucaʋuya kwandiri riniko? Ndicafamba mumba maŋgu nomŋoyo wakarurama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ndichaita zvose nokugwara panzira yakarurama; Haiwa, muchauya kwandiri riniko? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo wakarurama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndichangwaririra mufambiro wakarurama. Ko imi muchauyawo kwandiri rini? Ini ndichafamba nomwoyo wakatendeka mumba mangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndichangwaririra mufambiro wakarurama. Ko imi muchauyawo kwandiri rini? Ini ndichafamba nomwoyo wakatendeka mumba mangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndichangwarira kurarama upenyu husina chahungapomerwa. Muchauya riniko kwandiri? Ndichafamba mumba mangu nomwoyo usina chaungapomerwa. See the chapter |