Johane 9:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋamŋe ʋakati: Ndiye; ʋamŋe ʋakati: Kwete, asi wakatodzana naye. Iye akati: Ndini. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Vamwe vakati, “Ndiye;” vamwe vakati, “Kwete, asi akatodzana naye.” Iye akati, “Ndini.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwewo vakati, “Kwete akangofanana naye.” Asi iye akati, “Ndini.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Vamwe vakati, “Ndiye.” Vamwe vakati, “Kwete, anenge akangofanana naye chete.” Asi iye pachake akaramba achiti, “Ndini iye.” See the chapter |