Johane 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaŋga ʋagere naye, naʋaimuʋona kare, kuti ndiye waikumbira, ʋakati: Ko uyu haazi iye waigara acikumbira here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakanga vagere naye, navaimuona kare, kuti ndiye waikumbira, vakati, “Ko uyu haasi iye aigara achikumbira here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vavakidzani naye navamwe vaimbomuona achipemha vakati, “Uyu haasiri munhu uya here aigara pasi achipemha?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vavakidzani naye navamwe vaimbomuona achipemha vakati, “Uyu haasiri munhu uya here aigara pasi achipemha?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vavakidzani vake navaya vakanga vambomuona achipemha vakati, “Ko, uyu haasi iye murume uya aisimbogara achipemha here?” See the chapter |