Johane 9:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Wakati areʋa iɀoɀo, akapfira mate pasi, akakanya ɗope namate, akazodza ɗope rawo pameso ake, See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Akati areva izvozvo, akapfira mate pasi, akakanya dope namate, akazodza dope pameso pake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Paakataura izvi akasvipira pasi, akakanya tudhaka ndokutwuisa pamaziso omunhu uya See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Paakataura izvi akasvipira pasi, akakanya tudhaka ndokutwuisa pamaziso omunhu uya See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akati ataura izvozvo, akapfira mate pasi, akakanya dope namate, uye akariisa pameso omurume uya. See the chapter |