Johane 9:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Jesu akati kwaari: Wamuʋona, ʋuye, ndiye unotaura newe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Jesu akati kwaari, “Wamuona, uye, ndiye unotaura newe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Jesu akamuti, “Wamuona, ndini iye uno ari kutaura kwauri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Jesu akati, “Wamuona zvino; uye ndiye ari kutaura newe.” See the chapter |