Johane 9:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ƌai uyu asati ari waMŋari, haazaigona kuita cinhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Dai murume uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.” See the chapter |