Johane 8:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi wakatiraira pamurairo kuti ʋakadzi ʋakaɗaro ʋatakwe namabge; ɀino imi munoti kuɗiniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Zvino Mosesi akatirayira mumurayiro kuti vakadzi vakadaro vatakwe namabwe; zvino imi munoti kudiniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 MuMurayiro Mozisi akatirayira kuti titake namabwe vakadzi vakadai. Zvino imi munoti kudii?” See the chapter |