Online Bible

- Advertisements -




Johane 7:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Naiɀoɀo ʋanuŋuna ʋake ʋakati kwaari: Ibva pano, uende Judea, kuti ʋadzidzi ʋako ʋaʋone ʋo maɓasa ako aunoita.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Naizvozvo vanun'una vake vakati kwaari, “Ibva pano, uende Judhea, kuti vadzidzi vako vaonewo mabasa ako aunoita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Naizvozvo vakomanavanun'una vake vakati kwaari, “Dai mabva kuno muende kuJudhea kuti vadzidzi venyu vaone mabasa amuri kuita.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Naizvozvo vakomanavanun'una vake vakati kwaari, “Dai mabva kuno muende kuJudhea kuti vadzidzi venyu vaone mabasa amuri kuita.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 vanunʼuna vaJesu vakati kwaari, “Munofanira kubva pano muende kuJudhea, kuitira kuti vadzidzi venyu vagoona zvishamiso zvamunoita.

See the chapter Copy




Johane 7:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements