Online Bible

- Advertisements -




Johane 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera, nokuti ʋakaʋona ɀiratidzo ɀaaiita kuʋarwere.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita pavarwere.

See the chapter Copy




Johane 6:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements