Online Bible

- Advertisements -




Johane 4:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo mukadzi muSamaria akati kwaari: Ko iwe muJuda, unokumbira seiko kwandiri kunwa, ini mukadzi muSamaria? (Nokuti ʋaJuda haʋafambidzani naʋaSamaria).

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo mukadzi muSamaria akati kwaari, “Ko iwe muJudha, unokumbira seiko kwandiri kunwa, ini mukadzi muSamaria?” (Nokuti vaJudha havafambidzani navaSamaria).

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mukadzi uya wechiSamaria akati kwaari, “Zvauya sei kuti imi muJudha mukumbire mvura yokunwa kuneni mukadzi wechiSamaria.” Aidaro nokuti vaJudha havadyidzani navaSamaria.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mukadzi uya wechiSamaria akati kwaari, “Zvauya sei kuti imi muJudha mukumbire mvura yokunwa kuneni mukadzi wechiSamaria.” Aidaro nokuti vaJudha havadyidzani navaSamaria.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mukadzi muSamaria akati kwaari, “Iwe uri muJudha uye ini ndiri muSamaria. Seiko uchikumbira kwandiri mvura yokunwa?” (Nokuti vaJudha havadyidzani navaSamaria.)

See the chapter Copy




Johane 4:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements