Johane 4:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 akabva Judea, akaenda ɀeGarirea. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 akabva Judhea, akaendazve Gariria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akabva abva kuJudhea akaendazve kuGarirea. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akabva abva kuJudhea akaendazve kuGarirea. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ishe akati anzwa izvi, akabva kuJudhea akadzokera kuGarirea zvakare. See the chapter |