Johane 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nikodimo akapindura, akati kwaari: Ɀinhu iɀi ɀiŋgagoitwa seiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nikodhimo akapindura, akati kwaari, “Zvinhu izvi zvingagoitwa seiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nikodhimasi akati, “Zvingaitika seiko izvi?” See the chapter |