Johane 20:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akafemera kwaʋari, akati kwaʋari: Gamucirai Mŋeya Mutȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akati areva izvozvo, akafemera kwavari, akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Paakapedza kutaura izvi, akafemera pavari akati kwavari, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye adaro akavafemera akati, “Gamuchirai Mweya Mutsvene. See the chapter |