Johane 20:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akamhanya, akaenda kunaSimoni Petro nokunomumŋe mudzidzi, waiɗikanwa naJesu, akati kwaʋari: Ʋabvisa Ishe mubgiro, hatiziʋi paʋakamuisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Akamhanya, akaenda kuna Simoni Petirosi nokuno mumwe mudzidzi, aidikanwa naJesu, akati kwavari, “Vabvisa Ishe mubwiro, hatizivi pavakamuisa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo akamhanyira kuna Pita nomumwe mudzidzi uya waJesu wapamwoyo akati kwavari, “Vabvisa Tenzi muguva zvino hatizivi kwavamuisa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo akamhanyira kuna Pita nomumwe mudzidzi uya waJesu wapamwoyo akati kwavari, “Vabvisa Tenzi muguva zvino hatizivi kwavamuisa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka akauya achimhanya kuna Simoni Petro nokuno mumwe mudzidzi, uya aidikanwa naJesu, akati, “Vabudisa Ishe muguva, uye hatizivi pavamuisa!” See the chapter |