Online Bible

- Advertisements -




Johane 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino mukuru womutambo wakati araʋira mvura yakashanduka waini, asiŋgaziʋi payabva, (asi ʋaranda, ʋakaŋga ʋacera mvura, ʋaiziʋa), mukuru womutambo akaɗana cikomba,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino mukuru womuchato wakati aravira mvura yakasanduka waini, asingazivi payabva, (asi varanda, vakanga vachera mvura, vaiziva), mukuru womuchato akadana muwani,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Samukuru uya paakaravira, mvura iya yakanga yatova waini asi iye akanga asingazivi kwayakanga yabva. Asi Vashandi vaya vakanga vachera mvura ndivo vaizviziva. Samukuru womuchato akadaidza muwani

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Samukuru uya paakaravira, mvura iya yakanga yatova waini asi iye akanga asingazivi kwayakanga yabva. Asi Vashandi vaya vakanga vachera mvura ndivo vaizviziva. Samukuru womuchato akadaidza muwani

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye mukuru womutambo akaravira mvura yakanga yashandurwa ikava waini. Haana kuziva kwayakanga yabva, kunyange zvazvo varanda vakanga vachera mvura vaiziva havo. Ipapo akadana chikomba parutivi

See the chapter Copy




Johane 2:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements