Johane 13:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Simoni Petro akati kwaari: Dzirege kuʋa tsoka dzaŋgu dzoga, asi maʋoko aŋgu nomusoro waŋgu ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Simoni Petirosi akati kwaari, “Dzirege kuva tsoka dzangu dzoga, asi maoko angu nomusoro wanguo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Simoni Pita akabva ati kwaari, “Tenzi, kwete tsoka dzangu chete asi maoko angu nomusoro wanguwo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Simoni Petro akati, “Ishe, ngadzirege kuva tsoka dzangu bedzi asi maoko angu nomusoro wanguwo!” See the chapter |