Online Bible

- Advertisements -




Johane 13:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋakati ʋorayira, Diaborosi atoisa mumŋoyo maJudasi Iskarioti, mŋanakomana waSimoni, kuti amupandukire;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino vakati voravira, Dhiabhori atoisa mumwoyo maJudhasi Isikarioti, mwanakomana waSimoni, kuti amupandukire;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvavakanga vari pakudya kwamauro Dhiabhori akanga atoisa muna Judhasi Isikarioti, mwana waSimoni pfungwa yokumupandukira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvavakanga vari pakudya kwamauro Dhiabhori akanga atoisa muna Judhasi Isikarioti, mwana waSimoni pfungwa yokumupandukira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Kudya kwamadekwana kwakanga kwava kugoverwa, uye dhiabhori akanga aisa mumwoyo maJudhasi Iskarioti, mwanakomana waSimoni, pfungwa yokuti apandukire Jesu.

See the chapter Copy




Johane 13:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements