Genesi 9:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose ɀinofamba ɀipenyu ɀicaʋa ɀokudya ɀenyu; ndinokupai ɀose, seɀandakakupai miriʋo mitema. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvose zvinofamba zvipenyu zvichava zvokudya zvenyu; ndinokupai zvose, sezvandakakupai miriwo mitema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose. See the chapter |