Online Bible

- Advertisements -




Genesi 9:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Muraraʋuŋgu ucaʋa’po mugore; ndicautarira, kuti ndiraŋgarire suŋgano isiŋgaperi pakati paMŋari neɀipenyu ɀose ɀenyama ɀiri panyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Muraraungu uchavapo mugore; ndichautarira, kuti ndirangarire sungano isingaperi pakati paMwari nezvipenyu zvose zvenyama zviri panyika.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kana muraraungu wamira mumakore, ndichauona ndigoyeuka chitenderano chokugara nokugara chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Pose panoonekwa muraravungu mumakore, ndichaona ndigorangarira sungano yangu isingaperi pakati paMwari nezvisikwa zvipenyu zvose zvemhando dzose panyika.”

See the chapter Copy




Genesi 9:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements