Genesi 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mŋari wakaropafadza Noa naʋanakomana ʋake, akati kwaʋari: Ƃerekai, muwande, muzadze nyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekai, muwande, muzadze nyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari akakomborera Nowa navana vake akati, “Berekanai muwande muzadze nyika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Mwari akaropafadza Noa navanakomana vake, akati kwavari, “Berekanai muwande uye muzadze nyika. See the chapter |