Genesi 7:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisakanaka, neshiri, neɀose ɀinokambaira panyika, See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Pamhuka dzakanaka, napamhuka dzisina kunaka, neshiri, nezvose zvinokambaira panyika, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mhando dzose dzemhuka dzakan'ora nedzisina kun'ora dzakapinda mungarava naNowa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zviviri zviviri zvemhuka dzakanaka nedzisina kunaka, zviviri zviviri zveshiri nezvezvisikwa zvose zvinokambaira panyika, See the chapter |