Online Bible

- Advertisements -




Genesi 6:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakaŋga ari munhu wakarurama, asinemhoȿa mumarudzi ake; Noa wakafamba naMŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Iyi ndiyo rondedzero yezvaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama, asina chaanopomerwa pakati pavanhu venguva yake, uye akafamba naMwari.

See the chapter Copy




Genesi 6:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements