Genesi 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋanakomana ʋaMŋari ʋakaʋona ʋakunda ʋaʋanhu kuti ʋakanaka, ʋakaɀitsaurira pakati paʋose ʋaʋakaɗa kuʋa ʋakadzi ʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 vanakomana vaMwari vakaona vakunda vavanhu kuti vakanaka, vakazvisarudzira pakati pavose vavakada kuva vakadzi vavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanakomana vaMwari vakaona kuti vasikana ivavo vakanga vakanaka, vakasarudza zvavo vakadzi vavakada, vakavaroora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanakomana vaMwari vakaona kuti vasikana ivavo vakanga vakanaka, vakasarudza zvavo vakadzi vavakada, vakavaroora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vanakomana vaMwari vakaona kuti vanasikana vavanhu vakanga vakanaka, uye vakazviwanira upi zvake wavakasarudza. See the chapter |