Online Bible

- Advertisements -




Genesi 48:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Jakobho akati audzwa kuti, “Mwanakomana wako Josefa auya,” Israeri akazvisimbaradza uye akagara panhoo.

See the chapter Copy




Genesi 48:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements