Genesi 44:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nomukombe waŋgu, mukombe wesirveri, uuise pamuromo wehomo yomuɗuku, pamŋe cete nemari yeɀiyo ɀake. Iye akaita seɀaakaʋudzwa naJosefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Nomukombe wangu, mukombe wesirivha, uuise pamuromo wehomwe yomuduku, pamwechete nemari yezviyo zvake.” Iye akaita sezvaakaudzwa naJosefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 uisewo kapu yangu iya yesirivha mumuromo wetsapo yegotwe racho pamwechete nemari nembesanwa dzake.” Mutariri akaita zvaakaudzwa naJosefi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo ugoisa mukombe wangu, iwo wesirivha, mumuromo wesaga remuduku kuna vose, pamwe chete nemari yezviyo zvake.” Uye akaita sezvaakanga audzwa naJosefa. See the chapter |