Online Bible

- Advertisements -




Genesi 41:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo mukuru waʋaɗiri akaʋudza Farao, akati: Nhasi ndinoraŋgarira kutadza kwaŋgu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo mudiri mukuru akati kuna Faro, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu.

See the chapter Copy




Genesi 41:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements