Genesi 41:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino fume maŋgwana mŋeya wake ukatambudzika, akatuma ʋanhu kundoɗana ŋaŋga dzose dzeEgipita naʋakacenjera ʋose ʋo’ko; Farao akaʋaʋudza kurota kwake; asi kwakaŋga kusinomunhu waigona kuɀiɗudzira kunaFarao. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino fume mangwana mweya wake ukatambudzika, akatuma vanhu kundodana n'anga dzose dzeIjipiti navakachenjera vose voko; Farao akavaudza kurota kwake; asi kwakanga kusina munhu waigona kuzvidudzira kuna Farao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kuzoti kwaedza Farao akanetseka zvikuru. Akatuma vanhu kundodaidza n'anga dzose dzomuIjipiti navachenjeri vose. Akavarondedzera hope dzake, asi havana kugona kudzidudzira kuna Farao. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mangwanani pfungwa dzake dzakatambudzika, saka akatuma shoko kunʼanga dzose navachenjeri veIjipiti. Faro akavaudza kurota kwake, asi hakuna munhu akagona kuzvidudzira kwaari. See the chapter |