Genesi 41:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino Farao akati kunaJosefa: Tarira, ndakuita muɓati panyika yeEgipita yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Zvino Farao akati kuna Josefa, “Tarira, ndakuita mubati panyika yeIjipiti yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Farao akataurirawo Josefi kuti, “Chionaka, ndakugadza kuti utonge nyika yose yeIjipiti.” Farao akabvisa mhete yake youmambo pamunwe wake akaipfekedza pamunwe waJosefi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Farao akataurirawo Josefi kuti, “Chionaka, ndakugadza kuti utonge nyika yose yeIjipiti.” Farao akabvisa mhete yake youmambo pamunwe wake akaipfekedza pamunwe waJosefi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Saka Faro akati kuna Josefa, “Ndakugadza kuti uve mutariri wenyika yose yeIjipiti.” See the chapter |