Genesi 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana. See the chapter |