Genesi 4:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 NaAberi ʋo akaʋuya namakwaiana ake emhoŋgora namafuta awo. Jehova ndokugamucira Aberi necipiriso cake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 NaAbherowo akauya namakwayana ake ematangwe akakorawo. Jehovha ndokugamuchira Abhero nechipiriso chake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Abhero akaunzawo nyama yakakora yehwayana pahwayana dzake sheshe dzamatangwe. Tenzi akafadzwa naAbhero nomupiro wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Abhero akaunzawo nyama yakakora yehwayana pahwayana dzake sheshe dzamatangwe. Tenzi akafadzwa naAbhero nomupiro wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Abheri akauya nomugove wamafuta aibva mumhongora dzamakwai. Jehovha akagamuchira Abheri nechipiriso chake, See the chapter |