Genesi 39:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova ɀino wakaŋga anaJosefa, akaramba acikwirira; akagara mumba matenzi wake, muEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha zvino akanga ana Josefa, akaramba achikwirira; akagara mumba matenzi wake muIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi aiva naJosefi. Naizvozvo akabudirira kwazvo agere mumba matenzi wake wechiIjipiti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akanga ana Josefa uye akaita kuti abudirire, uye aigara mumba momuIjipita, tenzi wake. See the chapter |