Genesi 36:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti fuma yaʋo yakaŋga yawanda, naiɀoɀo ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kugara panɀimbo imŋe; nyika yoʋutorwa bgaʋo yakaŋga isiŋgaʋariŋgani nokuɗa kweɀipfuwo ɀaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti pfuma yavo yakanga yawanda, naizvozvo vakanga vasingagoni kugara panzvimbo imwe; nyika youtorwa hwavo yakanga isingavaringani nokuda kwezvipfuwo zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Esau akatama nokuti iye naJakobho vakanga vava nezvipfuwo noupfumi hwakawanda, vasisinawo mafuro anovakwanira kuti vagare pamwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Esau akatama nokuti iye naJakobho vakanga vava nezvipfuwo noupfumi hwakawanda, vasisinawo mafuro anovakwanira kuti vagare pamwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pfuma yakanga yawanda kwazvo kuti vagare pamwe chete; nyika yavaigara yakanga isisavaringani vose nokuda kwezvipfuwo zvavo. See the chapter |