Online Bible

- Advertisements -




Genesi 34:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Hamori akataurirana naʋo, akati: Mŋeya womŋanakomana waŋgu, Shekemi, unoshuʋa mukunda wenyu; ɗomupai henyu iye, aʋe mukadzi wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Hamori akataurirana navo, akati, “Mweya womwanakomana wangu, Shekemu, unoshuva mukunda wenyu; domupai henyu iye, ave mukadzi wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Hamori akataurirana naye achiti, “Mwana wangu Shikemu ari kuda Dhina mwana wenyu chaizvo. Ko hamungabvume here kuti amuroore zvake ave mukadzi wake?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Hamori akataurirana naye achiti, “Mwana wangu Shikemu ari kuda Dhina mwana wenyu chaizvo. Ko hamungabvume here kuti amuroore zvake ave mukadzi wake?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi Hamori akati kwavari, “Mwanakomana wangu Shekemu anodokwairira mwanasikana wenyu. Ndapota mupei henyu iye kuti ave mukadzi wake.

See the chapter Copy




Genesi 34:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements