Online Bible

- Advertisements -




Genesi 34:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jakobo wakanzwa kuti wakacinya Dina, mukunda wake; ʋanakomana ʋake ʋakaŋga ʋari kuɀipfuwo ɀake kusaŋgo, Jakobo akanyarara hake kuȿikira ʋaʋuya.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jakobho akanzwa kuti akachinya Dhina, mukunda wake; vanakomana vake vakanga vari kuzvipfuwo zvake kusango, Jakobho akanyarara hake kusvikira vauya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jakobho akanzwa kuti mwana wake Dhina akanganiswa, izvozvo vana vake vakomana vakanga vari kumafuro vachifudza zvipfuwo. Jakobho akanyarara zvake kudzamara vauya.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jakobho akanzwa kuti mwana wake Dhina akanganiswa, izvozvo vana vake vakomana vakanga vari kumafuro vachifudza zvipfuwo. Jakobho akanyarara zvake kudzamara vauya.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jakobho paakanzwa kuti mwanasikana wake Dhaina akanga asvibiswa, vanakomana vake vakanga vari kusango nezvipfuwo zvake; saka akanyarara pamusoro pazvo kusvikira vauya kumba.

See the chapter Copy




Genesi 34:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements