Online Bible

- Advertisements -




Genesi 33:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Akasimudza meso ake, akaʋona ʋakadzi naʋana, akati: Aʋa ʋaunaʋo ndiʋanani — Iye akati: Ndiʋo ʋana ʋakapiwa muranda wenyu naMŋari nenyasha dzake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Akasimudza meso ake, akaona vakadzi navana, akati, “Ava vaunavo ndivanani?” Iye akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari nenyasha dzake.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Esau akatarisa akaona vakadzi navana akati, “Ko ava vaunavo ndivanaani?” Jakobho ndokuti, “Vana vangu ini muranda wenyu vandakapiwa naMwari nokuda kwenyasha dzake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Esau akatarisa akaona vakadzi navana akati, “Ko ava vaunavo ndivanaani?” Jakobho ndokuti, “Vana vangu ini muranda wenyu vandakapiwa naMwari nokuda kwenyasha dzake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo Esau akasimudza meso ake akaona madzimai navana. Akamubvunza akati, “Ndivanaaniko ava vaunavo?” Jakobho akapindura akati, “Ndivo vana vakapiwa muranda wenyu naMwari.”

See the chapter Copy




Genesi 33:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements